Enda pane zvauri kuda

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

Rambai Muri Murudo rwaMwari (Chikamu 2)

Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 19 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rinowanikawo pajw.org.

Pashure pekunge waziva chokwadi nezvaMwari, chii chichakubatsira kuti uwedzere kuswedera pedyo naye uye urambe uchimuda?