Enda pane zvauri kuda

Paimba Neimba

Paimba Neimba

Jehovha anotipa zvinhu zvekushandisa pakuparidza. Ndezvipi zvaunogona kushandisa? Ngatitarise tione.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

“Paimba Neimba” (Rwiyo 83)

Unogonawo kuparidza mashoko akanaka eUmambo!

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.