Enda pane zvauri kuda

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Kana tikava nezvinhu zvekunamata zvatinoda kuzoita, tinenge tichiratidza Jehovha kuti tinomuda. Zvii zvaunoda kuzoita?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Ndezvipi zvaunoda kuita pakunamata?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.