Enda pane zvauri kuda

Batsira Vamwe

Batsira Vamwe

Tarisa uone zvaunogona kuita kuti ubatsire vamwe.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Batsira Vamwe

Zvii zvaungaita kuti ubatsire vamwe kana vakawirwa nenjodzi?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.