Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW.ORG

Tumira Link yeNyaya, yeVhidhiyo, Kana Kuti yeBhuku

Tumira Link yeNyaya, yeVhidhiyo, Kana Kuti yeBhuku

Baya bhatani rakaita seiri kuti utumire munhu link yenyaya, yevhidhiyo, kana kuti yebhuku riri pajw.org.

  • Baya bhatani iri rinenge riri pasi penyaya kana kuti vhidhiyo kuti ukwanise kutumira vamwe link inovaendesa papeji rawakavhura.

  • Baya bhatani iri rinenge riri padhuze nepane rekudhaunirodha kuti ukwanise kutumira vamwe link yebhuku kana vhidhiyo iri pajw.org.

Pane zvinhu zviviri zvaunogona kuita nebhatani iri raunoshandisa pakutumira link:

  • Unogona kuenda panenge paine bhatani rakadai rinenge riine link yacho. Kopa link yacho wobva waiisa pameseji kana kuti e-mail yauri kuda kutumira munhu.

  • Unogona kushandisa bhatani iri. Baya bhatani iri kuti ukwanise kuvhurirwa kabhokisi kanoita kuti ukwanise kutumira e-mail. Kabhokisi aka kanobva kabuda kakatonyorwa musoro wenyaya pakanzi subject, uye link yacho inobva yatoiswa mukati maunonyora meseji. (Ziva kuti: Unogona kunzi usarudze program yekunyora mae-mail yaunoda kushandisa.)