NHARIREYOMURINDI April 2011

NYAYA IRI PAKAVHA

Jesu Kristu Anombova Ani Chaizvo?

Ngatimboonai kuchinjwa kwakaitwa upenyu hwevanhu vakasiyana-siyana naJesu.

NYAYA IRI PAKAVHA

Jesu—Kwaakabva

Dzidza kuti Jesu akaberekerwa kupi, kwaakakurira, uye kwaakatanga ari.

NYAYA IRI PAKAVHA

Jesu—Mararamiro Aaiita

Nei Jesu akararamira kuita kuda kwaMwari uye izvozvo zvaisanganisirei?

NYAYA IRI PAKAVHA

Jesu—Chaakafira

Nei aifanira kutambura ofa? Mhinduro yemubvunzo uyu inogona kukubatsira zvikuru muupenyu hwako.

DZIDZISAI VANA VENYU

Unombonzwa Kusurukirwa Uye Kutya Here?

Vakawanda vanoshumira Jehovha dzimwe nguva vanombotya. Muprofita Eriya akambonzwa saizvozvo. Unoziva here kuti nei?