NHARIREYOMURINDI October 2012 | Uori—Hwapararira Zvakadini?

Uori hunokonzerwa nei? Nyaya dzino dzinotaura zvinohukonzera uye maperero ahuchaita.

NYAYA IRI PAKAVHA

Uori​—Hwapararira Zvakadini?

Matambudziko anokonzerwa nouori ari pasi pose, uye dzimwe nguva anotourayisa.

NYAYA IRI PAKAVHA

Nei Uori Husingaperi?

Bhaibheri rinojekesa zvinhu zvitatu zvinokonzera kutambura kwevanhu zvakanyanya.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvinoita Here Kuti Munhu Atendeseke Munyika Ine Uori?

Zvakaita kuti vanhu vaviri vaone zvakanakira kutendeseka uye kuva netsika dzakanaka.

NYAYA IRI PAKAVHA

Uori Huchapera!

Munguva pfupi iri kuuya Mwari achabvisa uori zvachose panyika. Achazviita sei?

NYAYA YEUPENYU

Kuchinjwa Kwakaitwa Imwe Mhuri yechiHindu neShoko raMwari

Imwe mhuri yechiHindu yakawana sei rugare netariro payaidzidza Bhaibheri?

KUKURUKURA NEMUVAKIDZANI

Mwari Anopisa Vanhu Mugehena Here?

Pane zvikonzero zvakanaka zvinoita kuti tidavire kuti Mwari anoruramisira, kunyange paanoranga vanhu vakaipa.

Waizviziva Here?

Pane uchapupu here hwokuti vaKristu vakatiza muJudhiya Jerusarema risati raparadzwa muna 70 C.E.? Ndivanaani vainzi “vanakomana vevaprofita”?

DZIDZA KUBVA MUSHOKO RAMWARI

Zvingaita Here Kuti Urarame Nokusingaperi?

Jehovha Mwari uyo akatipa upenyu, anogona kupa vanhu upenyu husingaperi uye akavimbisa izvozvo.

SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA

“Akakwegura Pamazuva Akagara” Pachigaro

Ndiani Akakwegura Pamazuva uye zvakaratidzwa Dhanieri zvinorevei?

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Mukadzi Akanaka Kwazvo”

Rute muMoabhi aiva mutorwa ari murombo muIsraeri. Nei akanzi “mukadzi akanaka kwazvo”?

OUR READERS ASK

Kuroora Kana Kuroorwa Ndiko Kunoita Kuti Munhu Afare Here?

VaKristu vasina kuroora kana kuroorwa vanogona kufara here? Bhaibheri rinoratidza kuti tinofanira kuona sei wanano, uye rinewo muenzaniso wakanaka wemunhu asina kuroora.

Bhaibheri Rinochinja Upenyu

Vanhu vaviri vakarega sei zvakaipa, zvaisanganisira kunwa doro nezvimwe zvinodhaka, vachibva vawana mufaro wechokwadi?

NYAYA DZEMUBHAIBHERI DZEKUDZIDZA

Ngwarira Kuda Chinzvimbo!

Mwanakomana wechitatu waDhavhidhi Absaromu, aida kubvuta chinzvimbo, asi kuda kwake chinzvimbo kwakazomuipira.