NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2013

Magazini ino inoongorora zvakaitwa nevanhu vanotaurwa muBhaibheri vakaratidza kutenda uye ushingi.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuNorway

Mubvunzo waisatarisirwa wakaita sei kuti imwe mhuri inoshumira kunodiwa vaparidzi vakawanda?

Shinga—Jehovha Anewe!

Unogona kubatsirwa nezvakaitwa naJoshua, Jehoyadha, Dhanieri, nevamwewo vakaratidza kutenda uye ushingi.

Usarega Chero Chii Zvacho Chichikuendesa Kure naJehovha

Ona kuti tinogona sei kusarudza zvakanaka muupenyu pazvinhu zvakadai sebasa, kuzvivaraidza uye mhuri yedu.

Ramba Uchiswedera Pedyo naJehovha

Tingaita sei kuti zvigadzirwa zvemazuva ano, utano, mari, uye kudada zvisatiendesa kure naMwari asi kuti zvitiswededze pedyo naye?

Kushumira Mwari Tisingadembi

Muupenyu hwake, Pauro akaita zvikanganiso zvakakura uye zvisarudzo zvairatidza kuchenjera. Zvaakaita zvingatidzidzisei?

Vakuru vechiKristu ‘Vanoshanda Pamwe Nesu Kuti Tifare’

Vakuru vanobatsira sei hama nehanzvadzi kuti dzifare mubasa raMwari?

Akabudirira Pane Zvaainge Anyatsoronga

Verenga nezvemumwe musikana ane makore 10 wokuChile akashanda nesimba kuti akokere kuchirangaridzo vamwe vake vokuchikoro vanotaura mutauro weMapudungun.