MUKAI! May 2013 | Zvaungaita Kuti Uve Baba Vakanaka

Vanababa vakawanda vakaona kuti ivo nemhuri dzavo vanobatsirwa kana vakaita zvinotaurwa neBhaibheri.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvaungaita Kuti Uve Baba Vakanaka

Ona mazano mashanu ari muBhaibheri anokubatsira kuti uve baba vakanaka vane rudo.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kupa Mitemo Mwana Wenyu Ari Kuyaruka

Zvii zvamungaita kana mwana wenyu asingafariri kuita zvamunomuudza?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Kuti Usataura Mashoko Anorwadza

Zvii zvamungaita kana imba yenyu yava kukanganiswa nekukandana kwamunoita mashoko anorwadza?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kupedza Mhirizhonga Mudzimba

Bhaibheri rinogona sei kubatsira kunyange vaya vanonzi havaiti panyaya dzokuda kurwisana nevamwe?

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Utano

Ona zvinotaura Bhaibheri nezveurwere uye marapirwo.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 1

Vechiduku 4 vanotsanangura zvinovabatsira kuti vatsungirire matambudziko avo ourwere uye kuti vasanyanya kuzvidya mwoyo.

Roti Nemhuri Yake—Nyaya Ine Mifananidzo

Tora nyaya iyi paIndaneti, uye ona kuti ungadzidzei pana Roti nemhuri yake.