NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2014

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi wa2 February kusvika 1 March, 2015.

‘Vaiziva Nzira’

Hama Guy H. Pierce, nhengo yeDare Rinodzora reZvapupu zvaJehovha vakafa musi weChipiri, 18 March, 2014.

Jehovha Anokomborera Vanhu Vane Mwoyo Unoda

Tinowana chidzidzo chinokosha panyaya yokupa zvipo pamurayiro wakapiwa vaIsraeri naMwari.

‘Teerera Unzwisise’

Jesu akataura mufananidzo wetsanga yemasitadhi, wembiriso, wemunhu aifamba achitengesa, newepfuma yakavanzwa. Mifananidzo iyi inorevei?

‘Unonzwisisa Zvinorehwa’ neMagwaro Here?

Mifananidzo mitatu yaJesu, wemunhu anodyara mbeu orara, wemambure okukukudzisa, uye wemwanakomana anopambadza, inorevei?

Unoyeuka Here?

Mibvunzo iyi 12 ichakubatsira kuona kana uchiri kuyeuka nyaya dziri mumagazini eNharireyomurindi aJune kusvika kuna December 2014.

Unofanira Kuchinja Pfungwa Here?

Zvimwe zvinhu zvaunosarudza kuita haufaniri kuzvichinja asi zvimwe unogona kuzvichinja. Ungaziva sei zvinoda kuchinjwa nezvisingadi kuchinjwa?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Jeremiya airevei paakataura kuti Rakeri aichema vanakomana vake?

Batana Nevamwe Kuti Uzopona Pachaparadzwa Nyika Ino

Mienzaniso mina inotaurwa muBhaibheri inoratidza kukosha kwakaita kubatana uye kuti nei kuchatonyanya kukosha mune ramangwana.

Unokoshesa Zvawakapiwa Here?

Tingaratidza sei kuti tinokoshesa nhaka yedu inobva kuna Mwari?

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi Dza2014

Nyaya dzakarongwa dzakabuda mumagazini yeNharireyomundi Yevoruzhinji neYokudzidza muna 2014.