NHARIREYOMURINDI Nhamba 5 2016 | Ndiani Angakunyaradza?

Tose tinoda kunyaradzwa naMwari kunyanya patinenge tiri mumatambudziko. Magazini iyi inotsanangura kuti Mwari anotinyaradza sei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Tose Tinoda Kunyaradzwa

Ungawana kupi rubatsiro kana wafirwa, uchirwara, imba yako isiri kufamba zvakanaka kana kuti wapererwa nebasa?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anotinyaradza Sei?

Zvinhu 4 zvingabatsira vanhu vari kutambudzika.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kunyaradzwa Mumatambudziko

Vamwe vakabatsirwa sei pavaiva mumatambudziko?

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Kurwa ndokwaJehovha”

Chii chakabatsira Dhavhidhi kuti akunde Goriyati? Nyaya yaDhavhidhi inotidzidzisei?

Nyaya yaDhavhidhi naGoriyati—Ndeyechokwadi Here?

Vamwe vanhu vanoti nyaya iyi ndeyekunyepa. Zvavanotaura zvine musoro here?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaigara Ndakagumbuka Uye Ndaida Zvekurwa

Chii chakabatsira mukomana wekuMexico kuti asiye zvekurwa?

Bhaibheri Rinotii?

Vanhu vanotaura zvakasiyana-siyana nezveUmambo hwaMwari. Asi Bhaibheri rinoti kudii? Unogona kushamiswa nezvarinodzidzisa.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sei Ndichifanira Kunyengetera? Mwari Achandinzwa Here?

Zvauchaita ndizvo zvichatema kuti munyengetero wako uchanzwiwa here kana kuti kwete.