Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NHARIREYOMURINDI Nhamba 2 2017 | Unogamuchira Here Chipo Chikuru chaMwari?

UNOFUNGEI?

Ndechipi chipo chikuru chatakapiwa naMwari?

Bhaibheri rinoti: “Mwari akada nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga.”Johani 3:16.

Magazini iyi inotsanangura kuti nei Mwari akatuma Jesu kuti azotifira uye kuti tingaratidza sei kuti tinotenda zvatakaitirwa.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Chipo Chakasiyana Nezvimwe

Bhaibheri rinotaura nezvechipo chinokosha chaizvo chinoita kuti vanochigamuchira vawane upenyu husingaperi. Pane chipo chinokosha kupfuura ichi here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Chipo Chikuru chaMwari—Nei Chichikosha?

Zvii zvinoita kuti chipo chizonzi chinokosha kupfuura zvimwe? Kuziva izvi kunotibatsira kuti tiwedzere kukoshesa kufirwa kwatakaitwa naJesu.

NYAYA IRI PAKAVHA

Uchatenda Sei Mwari Nechipo Chikuru Chaakakupa?

Rudo rwaKristu rwunoita kuti tide kuitei?

Bhaibheri Rinoti vaKristu Vanofanira Kupikira Here?

Zvimwe zvitendero zvinoti vatungamiriri nevafundisi vazvo vanofanira kupikira. Asi Bhaibheri rinotii nezvenyaya iyi?

Kusunungurwa Pauranda

Kare vanhu vaMwari vakasunungurwa pauranda. Zvinosuwisa kuti mazuva ano, mamiriyoni evanhu achiri kushandiswa sevaranda.

Zvakanakira Kupa

Ukabatsira vamwe uchafara uye ivo vachafarawo. Kupa kunosimbisa ushamwari. Ungaita sei kuti uve munhu anopa achifara?

Bhaibheri Rinotii?

Bhaibheri rinoti mumazuva ekupedzisira “nguva dzinonetsa dzakaoma kubata nadzo dzichasvika.” Zvinhu izvi uri kuzviona here zvichiitika?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Chibayiro chaJesu ‘Chinodzikinura Sei Vazhinji’?

Rudzikinuro runoita sei kuti tinunurwe pachivi?