NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2017

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJanuary 29 kusvika February 25, 2018.

“Ndinoziva Kuti Achamuka”

Tingava sei nechokwadi chekuti mune ramangwana kuchava nerumuko?

“Ndine Tariro Kuna Mwari”

Nei rumuko ruri dzidziso inokosha pane zvinotendwa nevaKristu?

Unoyeuka Here?

Wakaverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona kuti mibvunzo yeBhaibheri mingani yaunokwanisa kupindura.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Panguva yevaIsraeri, mutsara wedzinza raizouya naMesiya waitevera kodzero yeudangwe here?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

VaKristu vakaroorana vangaona IUD (intrauterine device) senzira yekudzivirira pamuviri inowirirana neMagwaro here?

Vabereki​—Batsirai Vana Venyu Kuti Vave ‘Vakachenjera Kuti Vawane Ruponeso’

Vabereki vakawanda vechiKristu vanonetseka mwana wavo paanoda kutora matanho ekuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa. Vangabatsira sei mwana wavo kuti akure ozoponeswa?

Vechidiki​—“Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu”

Kubhabhatidzwa idanho rinokosha, asi vechidiki havafaniri kuritya kana kurinzvenga.

NYAYA YEUPENYU

Kusiya Zvimwe Zvinhu Kuti Nditevere Tenzi

Felix Fajardo aingova nemakore 16 paakasarudza kuva mudzidzi waKristu. Pashure pemakore 70, haazvidembi kuti aienda kwese kwaainzi aende naTenzi.

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2017

Indekisi ino ichakubatsira kuwana nyaya dzakasiyana-siyana dzakabuda muNharireyomurindi muna 2017.