NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA May 2018

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaJuly 9 kusvika kuAugust 5, 2018.

NYAYA YEUPENYU

Kutanga Neurombo—Kuguma Nemakomborero

Samuel Herd akakurira muurombo asi akazova nemakomborero akawanda pane zvekunamata kupfuura zvaaifungidzira.

Rugare—Ungaruwana Sei?

Nemhaka yekuti tinorarama munyika ine matambudziko, tinofanira kushanda nesimba kuti tive nerugare. Shoko raMwari rinogona kutibatsira.

Jehovha Anoda Vaya ‘Vanobereka Zvibereko Nekutsungirira’

Tinogona kuora mwoyo patinoparidza mundima dzine vanhu vasingafariri chokwadi. Kunyange zvakadaro, tese zvedu tinogona kuva nezvibereko muushumiri.

Nei ‘Tichiramba Tichibereka Zvibereko Zvizhinji’?

Zvinokosha kuti tirambe tichiyeuka zvikonzero zvinoita kuti tiparidze.

Ziva Muvengi Wako

Mazano aSatani tinoaziva.

Vechidiki​—Rwisanai naDhiyabhorosi

Tese tiri muhondo yemweya. Vechidiki vanoita sevari nyore kurwisa, asi vakapfeka nhumbi dzekurwa nadzo.

Goho Guru!

Mune imwe nharaunda yeUkraine, munhu mumwe chete pavanhu vana vega vega mumwe weZvapupu zvaJehovha!