NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2018

magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaFebruary 4 kusvika kuMarch 3, 2019.

“Toonana muParadhiso!”

Iwe unoti Paradhiso chii? Une tariro yekuti ichavapo here?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

“Denga Rechitatu” rinotaurwa pana 2 VaKorinde 12:2 chii?

Unoyeuka Here?

Wakanakidzwa here nekuverenga magazini eNharireyomurindi emwedzi yapfuura? Ona zvauchiri kuyeuka.

Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

Chikonzero chipi chingaita kuti muKristu arambe mumwe wake osununguka kuroora kana kuroorwa zvakare?

‘Jehovha Akatiratidza Mutsa’

Verenga nyaya yeupenyu yaJean-Marie Bockaert, uyo akashumira pahofisi yebazi nemudzimai wake Danièle kwemakore anopfuura 50.

Vechidiki, Musiki Wenyu Anoda kuti Mufare

Zvinhu zvipi zvina zvinogona kubatsira wechidiki kuti afare uye agutsikane muupenyu?

Vechidiki, Munogona Kuva Neupenyu Hunogutsa

Mashoko ari muPisarema rechi16 angabatsira sei vechidiki kuti vave neupenyu hunogutsa iye zvino uye mune ramangwana?

“Munhu Akarurama Achafara Muna Jehovha”

Tingaramba sei tichifara kunyange patinenge tiri mumamiriro ezvinhu anoodza mwoyo?

Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2018

Indekisi yenyaya dzese dzakabudiswa muna 2018 muNharireyomurindi neMukai! dzakarongwa maererano nezvadzinotaura