NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaMarch 4 kusvika kuApril 7, 2019

‘Usanetseka, Nekuti Ndiri Mwari Wako’

Ona zvikonzero zvitatu zvinoita kuti tirambe takadzikama kunyange patinosangana nematambudziko.

Rumbidza Jehovha Muungano

Unoomerwa nekupindura pamisangano here? Nyaya ino ichakubatsira kuziva zvaunotya uye kuti uzvikunde

Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako?

Satani anoedza sei kukanganisa mwoyo yedu uye tingaichengetedza sei?

Chiitiko Chinotidzidzisa nezvaMambo Wekudenga

Kudya kweChirangaridzo kunotidzidzisei nezvekuzvininipisa, ushingi uye rudo rwaJesu?

Kupinda Kwatinoita Misangano Kunoratidzei Nezvedu?

Rudo, kuzvininipisa, uye ushingi zvinobatana papi nekupinda misangano yedu yeungano?

Nhengo Itsva yeDare Rinotungamirira

Inzwa nezveupenyu hwaKenneth Cook, Jr.