NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA March 2019

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaMay 6 kusvika June 2, 2019

Chii Chinonditadzisa Kubhabhatidzwa?

Vamwe vanhu vakasvika pakuziva Jehovha vanozeza kubhabhatidzwa. Chii chingavabatsira kukunda chero dambudziko ringangodaro richivatadzisa kubhabhatidzwa?

Teerera Inzwi raJehovha

Jehovha ari kutaura sei nesu mazuva ano? Tinobatsirwa sei nekuteerera Mwari?

Iva Nehanya Nekuti Vamwe Vanonzwa Sei

Jehovha naJesu vanoratidza sei kuti vane hanya nekuti vamwe vanonzwa sei, uye tingavatevedzera sei?

Iva Nehanya Nevanhu Muushumiri

Ndedzipi nzira ina dzatingaratidza nadzo kuti tine hanya nevanhu vatinoona muushumiri?

Runako—Ungaita Sei Kuti Uve Narwo?

Chii chinonzi runako? Nei tichifanira kuedza zvese kuti tive narwo?

Jehovha Anozvikoshesa Paunoti “Ameni”

Vakawanda vanowanzoti ‘ameni’ panopera minyengetero. Shoko iri rinorevei uye rinoshandiswa sei muBhaibheri?