MUKAI! Nhamba 1 2020 | Kuwana Zororo Padambudziko Rekushushikana

Vanhu vakawanda vari kuwedzera kushushikana. Asi pane zvakawanda zvaungona kuita kuti uderedze kushushikana.

Uri Kushushikana Here?

Pane zvakawanda zvaunogona kuita kuti uderedze kushushikana.

Zvii Zvinokonzera Kushushikana?

Ona zvinhu zvinoita kuti munhu ashushikane uye ona kana zviri izvo zviri kuitawo kuti ushushikane.

Zvii Zvinoitika Paunoshushikana?

Kushushikana kwagara kunongoitika muupenyu. Ona kuti zvii zvinoitika mumuviri kana ukanyanya kushushikana.

Kukunda Dambudziko Rekushushikana

Ona mazano ezvaungaita kuti usanyanya kushushikana kana kuti uderedze kushushikana.

Unogona Kurarama Usingashushikani

Hatikwanisi kubvisa zvinhu zvese zvinoita kuti tishushikane, asi Jehovha anogona.

“Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”

Mashoko aya ari pana Zvirevo 14:30, anoratidza kuti uchenjeri hweBhaibheri hunoramba huchishanda pasinei nekuti rakanyorwa riini.