NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA March 2020

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaMay 4-31, 2020.

Kuda Jehovha Kunoita Kuti Ubhabhatidzwe

Kuda Jehovha kunoita kuti uve nechido chekubhabhatidzwa. Asi zvii zvingakutadzisa kubhabhatidzwa?

Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here?

Mhinduro dzako kumibvunzo iri munyaya ino dzichakubatsira kusarudza.

NYAYA YEUPENYU

“Tiri Pano! Titumei!”

Jack naMarie-Line vanotaura zvakavakurudzira kuti vaite basa renguva yakazara uye zvakavabatsira kuti vajairane nekuchinjwa kwavaiitwa nzvimbo dzavaishumira vari.

Ndeipi Nguva Yakakodzera Yekutaura?

Ona mienzaniso yevanhu vanotaurwa muBhaibheri ichatibatsira kuziva patinofanira kutaura nepatinofanira kunyarara.

Dananai Kwazvo

Jesu akati vaKristu vechokwadi vanozivikanwa nerudo. Rudo runotibatsira sei kuti tive vanhu vanoita kuti pave nerugare, vasingasaruri uye vanogamuchira vaenzi zvakanaka?

Waizviziva Here?

Uchapupu hupi husiri muBhaibheri hunoratidza kuti vaIsraeri vaiva varanda muIjipiti?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Ndivanaani vaiva mapurisa echiJudha epatemberi? Vaiita mabasa api?