Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 1 2021 | Mazano Anotibatsira Kuti Tifare Muupenyu

Tese tinoda kufara uye kugutsikana muupenyu. Ona mazano anogona kukubatsira kuti ufare.

 

Mazano Anotibatsira Kuti Tifare Muupenyu

Mwari Wemasimbaose anotipa mazano anoita kuti tifare iye zvino uye mune ramangwana.

Mazano Anobatsira Kuti Mhuri Ifare

Zvii zvingaitwa nevarume, madzimai, vabereki nevana kuti vafare mumhuri?

Mazano Anotibatsira Kuti Tiwirirane Nevamwe

Zvii zvinogona kutibatsira kuti tiwirirane nevamwe?

Zvaungaita Kuti Uve Munhu Anogutsikana

Zvii zvinodiwa kuti munhu afare uye agutsikane muupenyu?

Nei Tichitambura, Tichichembera, Uye Tichifa?

Inzwa zvikonzero 4 zvinoita kuti titambure, tichembere uye tife.

Zvatinodzidziswa neMusiki Zvinotipa Tariro

Inzwa zvimwe zvinhu zvakanaka zvatinovimbiswa naMwari kuti achaita mune ramangwana.

Kuziva Mwari Kunotiswededza Pedyo Naye

Zvii zvinotaurwa neBhaibheri nezvaMwari zvichaita kuti ude kuva pedyo naye?

Unogona Kuziva Zvinotaurwa neMusiki

Unogona kuziva zvinotaurwa neBhaibheri uye Mwari anoda kuti ubatsirwe nezvarinotaura. Uchariverenga here?

Unoda Kudzidza Zvimwe Here?

Kana uchida pane mavhidhiyo, makatuni, zvinotaurwa nevamwe uyewo dzimwe nyaya zvaunogona kuverenga kana kuona kuti zvikubatsire kuziva zvaungaita kuti ufare muupenyu.