Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NHARIREYOMURINDI Nhamba 2 2021 | Nyika Itsva Yava Pedyo

Zviri kuitika munyika mazuva ano zvinoratidza here kuti nyika yava kuguma? Kana yava kuguma, pane zvatingaita here kuti tizopona? Chii chichaitika kana yaguma? Nyaya dziri mumagazini ino dzinoratidza kuti mhinduro dzeBhaibheri dzemibvunzo iyi dzingakunyaradza sei.

 

Tinoda Nyika Yakanaka!

Zviri kuitika munyika zvinoratidza kuti tinoda nyika yakanaka.

Nyika Ino Ichaguma Here?

Bhaibheri rinoti nyika ichaguma asi rinotiwo vanhu vacharamba vachigara panyika.

Nyika Ichaguma Riini? Zvakataurwa naJesu

Uri kuona here zvinhu zvakataurwa naJesu zvichiitika?

Zvaungaita Kuti Uzorarama Munyika Itsva

Kuva shamwari yaMwari kunokubatsira sei kuti uzopona?

Nyika Itsva Yava Pedyo!

Zvinhu zvichange zvakamira sei panyika Mwari paachazadzisa zvaakavimbisa?

Nyika Yava Pedyo Kuguma Here?

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukushamisa.