NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA August 2023

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaOctober 9–November 5, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 33

Dzidza Pamuenzaniso waDhanieri

Ichadzidzwa muvhiki raOctober 9-15, 2023

NYAYA YEKUDZIDZA 34

Dzidza Pauprofita hweBhaibheri

Ichadzidzwa muvhiki raOctober 16-22, 2023.

Ungaitei Kana Wawakaroorana Naye Achiona Zvinonyadzisira?

Murume nemudzimai vangashanda sei pamwe chete kuti vabatsire uya anenge akapindwa muropa nekuona zvinonyadzisira uye kuti vatangezve kuvimbana?

NYAYA YEKUDZIDZA 35

Ramba Uine Mwoyo Murefu

Ichadzidzwa muvhiki raOctober 23-29, 2023.

NYAYA YEKUDZIDZA 36

Takura Zvaunofanira Kutakura, Uye Bvisa Zvimwe Zvese

Ichadzidzwa muvhiki raOctober 30–November 5, 2023.