Kuyaruka Kwangu—Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa? PLAY Kuyaruka Kwangu—Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa? Ferin naCharlie vakadzidza nenzira inorwadza zvinobatsira nezvisingabatsiri. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Nyaya Dzinoenderana Neiyi Zvinotaurwa Nevezera Rako Chikoro Kufara Muupenyu Zvimwe Zvaunogona Kufarira VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Ungaitei Kana Uchishungurudzwa? Vakawanda vanoshungurudzwa vanoona sokuti hapana chavangaita kuti vapedze dambudziko iri. Nyaya ino inotsanangura zvingaitwa kugadzirisa dambudziko iri. MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi Ona kuti chii chingaita kuti udhererwe uye zvaungaita kuti usadhererwa. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti? Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Nei Ndichifanira Kunyengetera? Munyengetero inongova nzira yekuti munhu anzwe zviri nani here, kana kuti pane zvimwe zvaunoita? WHAT YOUR PEERS SAY Ndingataura Sei Nevabereki Vangu? Zvinogona kutokubatsira kupfuura zvaungafunga. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Kuyaruka Kwangu—Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa? WHAT YOUR PEERS SAY Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa? Shona Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa? https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502700104/univ/art/502700104_univ_sqr_xl.jpg mtl