Purogiramu Yegungano ra2018
Purogiramu yeGungano reZvapupu zvaJehovha ra2018 rine musoro unoti “Shinga”!
Chishanu
Purogiramu yanhasi iri kubva pana Joshua 1:7—“Shinga, usimbe kwazvo.”
Mugovera
Tingataura sei shoko raMwari tisingatyi?
Svondo
Zvinhu zvichaitika mune ramangwana zvichada kuti tive neushingi.
Mashoko Kune Vachapinda
Wana pano mashoko aunoda nezvegungano.