Midzimu Yavakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here?

Bhaibheri rinodzidzisei nezvevakafa? Vanogona kukubatsira here kana kuti kukukuvadza?

Sumo

Vakawanda vanotenda kuti vakafa vanonorarama semidzimu, zvekuti vanenge vachikwanisa kuona uye kubatsira kana kuti kukuvadza vapenyu. Ichi ichokwadi here?

Midzimu Haina Kurarama Ndokufira Pasi Pano

Mashoko akataurwa naMwari kumurume wekutanga Adhamu, anotibatsira kuti tinzwisise zvinoitika kumunhu kana afa.

Mamirioni Ezvisikwa Zvomudzimu

Achiroteswa naMwari, Dhanieri akaona ngirozi dzinosvika mamiriyoni 100.

Rupandukiro Munzvimbo Yemidzimu

Dzimwe ngirozi dzakapanduka, dzikakonzera matambudziko panyika.

Madhemoni Vaurayi!

Nyaya dziri muBhaibheri uye dziri kuitika mazuva ano dzinoratidza kuti Satani nemadhimoni vane utsinye uye vanouraya.

Madhemoni Anotaura Zvenhema Kuti Vakafa Vapenyu

Madhemoni ari kunyengera vanhu vakawanda asi Bhaibheri rinofumura nzira dzaanoshandisa pakunyengera vanhu.

Madhimoni Anokurudzira Kupandukira Mwari

Kuti adaro anotamba nepfungwa dzevanhu.

Batira Jehovha, Kwete Satani

Chii chicharatidza kuti waita chisarudzo chakanaka?

Nguva Yemberi Inoshamisa

Satani nemadhimoni ake havazonyengeri vanhu zvekare. Jehovha achazounza makomborero kuvanhu.

Paradhiso Yapasi

Panyika pachange pakaita sei Jehovha paachabvisa zvakaipa zvakakonzerwa naSatani?