Dzidzisai Vana Venyu

Vabereki, shandisai nyaya idzi kuti mudzidzise vana venyu zvidzidzo zvinokosha zviri muBhaibheri.

Mashoko Ekutanga

Mashoko ari mubhuku raDheuteronomio anogona kukubatsirai pakurera vana venyu.

CHIDZIDZO 1

Chakavanzika Chinotifadza Kuziva Nezvacho

Bhaibheri rinotaura nezvechakavanzika chinokosha chinonzi “chakavanzika chitsvene.” Ungada here kudzidza nezvacho?

CHIDZIDZO 2

Ribheka Aida Kufadza Jehovha

Tingaitei kuti tiite saRibheka? Verenga nyaya yacho udzidze zvakawanda nezvake.

CHIDZIDZO 3

Rakabhi Aitenda Muna Jehovha

Dzidza kuti Rakabhi nehama dzake vakaponeswa sei Jeriko parakaparadzwa.

CHIDZIDZO 4

Akafadza Baba Vake naJehovha

Mwanasikana waJefta akachengeta vimbiso yei? Tingamutevedzera sei?

CHIDZIDZO 5

Samueri Akaramba Achiita Zvakanaka

Ungatevedzera sei Samueri woita zvakanaka kunyange vamwe vanhu pavanenge vachiita zvinhu zvakaipa?

CHIDZIDZO 6

Dhavhidhi Akanga Asingatyi

Verenga nyaya iyi yemuBhaibheri inonakidza kuti udzidze zvakaita kuti Dhavhidhi ashinge zvakadaro.

CHIDZIDZO 7

Unombonzwa Kuti Uri Wega Uye Uchitya Here?

Jehovha akaudza Eriya kutii paainzwa sokuti akanga ari ega? Ungadzidzei kubva pane zvakaitika kuna Eriya?

CHIDZIDZO 8

Josiya Aiva Neshamwari Dzakanaka

Bhaibheri rinotiudza kuti zvainge zvakanyanya kuomera Josiya kuti aite zvakanaka. Dzidza kuti shamwari dzake dzakamubatsira sei.

CHIDZIDZO 9

Jeremiya Haana Kurega Kutaura nezvaJehovha

Kunyange zvazvo vanhu vaimuseka uye kumutsamwira, nei Jeremiya akaramba achitaura nezvaMwari?

CHIDZIDZO 10

Jesu Aiteerera Nguva Dzose

Nguva dzose hazvisi nyore kuti uteerere vabereki vako. Ona kuti zvakaitwa naJesu zvingakubatsira sei.

CHIDZIDZO 11

Vakanyora nezvaJesu

Dzidza nezvevanyori veBhaibheri 8 vakararama panguva imwe chete naJesu uye vakanyora nezveupenyu hwake.

CHIDZIDZO 12

Muzukuru waPauro Ainge Akashinga

Mukomana uyu akaponesa sekuru vake. Akaitei?

CHIDZIDZO 13

Timoti Aida Kubatsira Vanhu

Ungaitei kuti uve noupenyu hunofadza uye hunonakidza, sehwaiva naTimoti?

CHIDZIDZO 14

Pane Umambo Huchatonga Nyika Yose

Zvinhu zvichange zvakaita sei Jesu paanenge ava kutonga nyika? Ungada kuzovapo here?