Mhinduro 10 Dzemibvunzo Yevechiduku

Wana mazano angakubatsira kuti ubudirire muupenyu.

MUBVUNZO 1

Ndiri Munhu Akaita Sei?

Kuziva zvaunokoshesa, zvaunogona, zvausingakwanisi, uye zvinangwa zvako kuchakubatsira kuita zvinhu zvakanaka paunenge wasangana nemiedzo.

MUBVUNZO 2

Nei Ndichinetseka Nezvakaita Muviri Wangu?

Paunozvitarisa mugirazi, unofarira zvaunoona here? Zvii zvaungaita kuti uve nemuviri wakanaka?

MUBVUNZO 3

Ndinofanira Kutaura Nevabereki Vangu Sei?

Mazano aya anogona kukubatsira pakutaura nevabereki vako.

MUBVUNZO 4

Ndingaita Sei Kana Ndakanganisa?

Munhu wese ane paanombokanganisawo. Asi kana zvadaro unofanira kuita sei?

MUBVUNZO 5

Ndoita Sei Kana Vamwe Vachindinetsa Kuchikoro?

Usatya hako! Unokwanisa kuita kuti vamwe vasakushungurudza asi usingavarovi

MUBVUNZO 6

Ndingaita Sei Kuti Ndisafurirwa?

Hazvisi nyore kuita zvaunoziva kuti zvakanaka.

MUBVUNZO 7

Ndingaita Sei Kana Ndichinzi Ndiite Zvepabonde?

Ona zvakaitika kune vechidiki vakaita zvepabonde vasati varoorana.

MUBVUNZO 8

Ndodii Kana Ndashungurudzwa Panyaya Dzepabonde?

Vechidiki ndivo vanowanzoitirwa izvi. Ungaita sei kuti zvisaitika kwauri?

MUBVUNZO 9

Ichokwadi Here Kuti Takabva Kumhuka?

Ndezvipi zvine musoro?

MUBVUNZO 10

Bhaibheri Ringandibatsira Sei Muupenyu?

Vanhu vakawanda vanoti Bhaibheri munya, rizere nengano, kana kuti rakaoma kunzwisisa. Dzose idzi inhema.