NHARIREYOMURINDI November 2013 | Nhema Dzinoita Kuti Vanhu Vasada Mwari
Nhema dzechitendero dzava nenguva dzinoita kuti vanhu vasada Mwari uye vati haana basa nesu. Tingaziva sei kuti Mwari haana utsinye uye kuti anotifarira?
NYAYA IRI PAKAVHA
Zvii Zvinotadzisa Vamwe Kuda Mwari?
Unoona sokuti Mwari haakufariri here? Zvakaoma here kuti usvike pakuda Mwari? Ona kuti sei vamwe vaKristu vachinzwa saizvozvo.
NYAYA IRI PAKAVHA
Nhema Dzakaita Kuti Mwari Anzi Haana Zita
Zita raMwari ringazivikanwa roshandiswa here? Nei zvichikosha?
NYAYA IRI PAKAVHA
Nhema Dzakaita Kuti Mwari Anzi Haanzwisisiki
Dzidziso yeUtatu inokanganisa munhu kunyatsoziva uye kuda Mwari. Ungasvika pakuda munhu akaoma kunzwisisa zvaari here?
NYAYA IRI PAKAVHA
Nhema Dzakaita Kuti Mwari Anzi Ane Utsinye
Vakawanda vanofunga kuti Mwari anoranga vakaipa nokusingaperi. Mwari anoita zvakaipa here? Chii chinoitika patinofa?
NYAYA IRI PAKAVHA
Chokwadi Chinogona Kukusunungura
Jesu akati zvii zvatinofanira kuita kuti tione kana zvinodzidziswa nezvitendero zviri zvechokwadi?
MAZANO EKUTI MHURI IFARE
Taura Nemwana Wako Achiri Kuyaruka—Musingaitisani Nharo
Mwana wako achiri kuyaruka achiri kudzidza kuti anofanira kuva munhu akaita sei uye anoda mamiriro ezvinhu anoita kuti asununguke kutaura mafungiro ake. Ungamubatsira sei?
SWEDERA PEDYO NAJEHOVHA
“Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose”
Jehovha anofadzwa nokutenda kwerudzii? Anopa sei mubayiro vanamati vake vakatendeka?
TEVEDZERA KUTENDA KWAVO
Akanzi “Akarurama Nemabasa”
Nyaya yaRakabhi inoratidza sei kuti munhu wese anokosha kuna Jehovha? Tingadzidzei pakutenda kwaRakabhi?
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Vanhu vose vakanaka vanoenda kudenga here? Ona zvinotaurwa neBhaibheri.
Zvimwe Zviri paIndaneti
Zvapupu zvaJehovha Zvinofunga Kuti Ndizvo Zvine Chitendero Chechokwadi Here?
Jesu akati kune migwagwa yakawanda inoita kuti vanhu vaponeswe here?