Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 2 2017 | Zvakaipa Here Kuona Mafirimu Emashiripiti?

Mazuva ano mafirimu azara nezvinhu zveuroyi, zvipoko nemavampire.

Munofunga kuti pane chakaipa here nekuona zvinhu zvakadaro?

Magazini iyi iri kutaura kuti sei vanhu vachifarira mafirimu akadaro uye kuti zvinhu izvozvo zvinobva kunaani.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Vanhu Vava Kufarira Zvemadhimoni!

Mafirimu ava kunyanya kufarirwa nevanhu ndeanenge aine varoyi, zvipoko, mavampire, uye vanhu vanenge vakagarwa nemadhimoni. Chii chinoita kuti afarirwe?

NYAYA IRI PAKAVHA

Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvemashiripiti?

Kunyange vanhu vakawanda vachiti zvemashiripiti ndezvekunyepa, Bhaibheri rinoratidza kuti idzi hadzisi nyaya dzekutamba nadzo. Rinomboti kudii, uye nei richitinyevera nezvenyaya idzi?

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kumhara Kunoita Nyuchi

Kumhara kunoita nyuchi kunobatsira sei pakugadzirwa kwemaflying robots?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Paunofirwa Nemubereki

Kufirwa nemubereki kunorwadza chaizvo. Mazano api angabatsira vana pavanenge vachishungurudzika?

Kurwadziwa Kunoita Vana Pavanofirwa

Bhaibheri rakabatsira sei vamwe vatatu pavakafirwa nemubereki?

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

Kushanya kuSpain

Spain inyika izere nevanhu vemarudzi akasiyana-siyana. Hakuna nyika inogadzira olive oil yakawanda kupfuura Spain.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Muchinjikwa

Vakawanda vanoti muchinjikwa ndiwo chiratidzo chevaKristu. Jesu akafira pamuchinjikwa here? Vadzidzi vaJesu vaishandisa muchinjikwa pakunamata here?

Unoda Kunzwisisa Bhaibheri Here?

Ona kuti ndezvipi zvinodiwa kuti unzwisise zvarinotaura.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndingaita Sei Kuti Nditsungirire Matambudziko Angu?

Vechiduku vanotaura zvakavabatsira kutsungirira matambudziko.

Madhimoni Ariko Here Zvechokwadi?

Chii chinonzi madhimoni? Akabvepi?