Pisarema 133:1-3

Rwiyo Rwokukwira. Rwiyo rwaDhavhidhi. 133  Tarirai! Zvakanaka sei uye zvinofadza seiKuti hama dzigare pamwe chete dzakabatana!+   Zvakaita semafuta akanaka ari mumusoro,+Ari kuyerera pandebvu,Idzo ndebvu dzaAroni,+Ari kuyerera pakora yenguo dzake.+   Zvakaita sedova+ reHemoni+Riri kuburuka pamakomo eZiyoni.+Nokuti Jehovha akarayira kuti chikomborero chive ipapo,+Kunyange upenyu nokusingagumi.+

Mashoko Emuzasi