RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 Bhuku raEzra Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 Zviri Mubhuku Racho 1 Murayiro waMambo Koreshi wekuvakazve temberi (1-4) Kugadzirira kuti nhapwa dzidzoke kubva kuBhabhironi (5-11) 2 Vanhu vakadzoka kubva kuutapwa (1-67) Vashandi vepatemberi (43-54) Vanakomana vevashandi vaSoromoni (55-57) Mipiro yekuzvidira yetemberi (68-70) 3 Atari inovakwazve uye zvibayiro zvinopiwa (1-6) Temberi inotanga kuvakwazve (7-9) Faundesheni yetemberi inovakwa (10-13) 4 Kuvhiringidza kuvakwazve kwetemberi (1-6) Vavengi vanomhan’ara kuna Mambo Atashasta (7-16) Mhinduro yaAtashasta (17-22) Temberi inomira kuvakwa (23, 24) 5 VaJudha vanotangazve kuvaka temberi (1-5) Tsamba yaTatenai kuna Mambo Dhariyasi (6-17) 6 Ongororo yaDhariyasi uye murayiro wake (1-12) Temberi inopera uye inokumikidzwa (13-18) Paseka inochengetwa (19-22) 7 Ezra anosvika kuJerusarema (1-10) Tsamba yaAtashasta kuna Ezra (11-26) Ezra anorumbidza Jehovha (27, 28) 8 Vanhu vari kudzoka naEzra (1-14) Kugadzirira rwendo (15-30) Kusimuka kuBhabhironi uye kusvika kuJerusarema (31-36) 9 Kuroorerana nemamwe marudzi muIsraeri (1-4) Munyengetero waEzra wekureurura (5-15) 10 Sungano yekudzinga madzimai ekune dzimwe nyika (1-14) Madzimai ekune dzimwe nyika anodzingwa (15-44) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Ezra—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Ezra—Zviri Mubhuku Racho Shona Ezra—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Ezra p. 757