RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 Bhuku raHosiya Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 Zviri Mubhuku Racho 1 Mudzimai waHosiya nevana vakaberekwa nemudzimai wacho (1-9) Jezreeri (4), Ro-ruhama (6), uye Ro-ami (9) Tariro yekudzoswa uye yekubatana (10, 11) 2 VaIsraeri vanorangwa nekuti havana kutendeka (1-13) Kudzorerwa kuna Jehovha semurume wavo (14-23) “Uchandishevedza kuti murume Wangu” (16) 3 Hosiya anotorazve mudzimai wake anoita upombwe (1-3) Israeri achadzoka kuna Jehovha (4, 5) 4 Mhosva yevaIsraeri yavari kuda kutongwa naJehovha (1-8) Vanhu havasi kuziva Mwari munyika (1) Chipfambi chevaIsraeri uye unzenza hwavo (9-19) Kuda chipfambi kunotsausa vanhu (12) 5 Mutongo waEfremu naJudha (1-15) 6 Vanhu vanoudzwa kuti vadzokere kuna Jehovha (1-3) Rudo rwevanhu ruri kukurumidza kupera (4-6) Rudo rusingachinji runokunda chibayiro (6) Unhu hwevanhu hunonyadzisa (7-11) 7 Mabasa akaipa aEfremu anotsanangurwa (1-16) Mambure aMwari haatiziki (12) 8 Kutambura nemhaka yekunamata zvidhori (1-14) Kudyara mhepo, uye kukohwa dutu (7) Israeri akanganwa Muiti wake (14) 9 Zvivi zvaEfremu zvinoita kuti arambwe naMwari (1-17) Vakazvipira kuna mwari anonyadzisa (10) 10 Israeri, muzambiringa wemusango, achaparadzwa (1-15) Kudyara nekukohwa (12, 13) 11 Mwari akada Israeri kubvira achiri mukomana (1-12) “Ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti” (1) 12 Efremu anofanira kudzoka kuna Jehovha (1-14) Jakobho anoita mutsimba naMwari (3) Jakobho akachema kuti anzwirwe nyasha naMwari (4) 13 Efremu uyo anonamata zvidhori akakanganwa Jehovha (1-16) “Nhai Rufu, kuruma kwako kuri kupi?” (14) 14 Kukumbirwa kuti vadzoke kuna Jehovha (1-3) Kurumbidza nemiromo (2) Israeri anobatsirwa kuti avezve akatendeka (4-9) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Hosiya—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Hosiya—Zviri Mubhuku Racho Shona Hosiya—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Hosiya pp. 1425-1426