RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 Bhuku raZekariya Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 Zviri Mubhuku Racho 1 Kukumbirwa kuti vadzoke kuna Jehovha (1-6) ‘Dzokai kwandiri uye ini ndichadzoka kwamuri’ (3) Chiratidzo 1: Vatasvi vemabhiza pakati pemiti yemikute (7-17) “Jehovha achanyaradzazve Ziyoni” (17) Chiratidzo 2: Nyanga ina nemhizha ina (18-21) 2 Chiratidzo 3: Murume ainge akabata tambo yekuyeresa (1-13) Jerusarema richayerwa (2) Jehovha achava rusvingo “rwemoto kumativi ese” (5) Kugunzva mboni yeziso raMwari (8) “Marudzi mazhinji achauya kuna Jehovha” (11) 3 Chiratidzo 4: Mupristi mukuru anochinjwa nguo dzake (1-10) Satani anorwisa Mupristi Mukuru Joshua (1) ‘Ndichaunza mushumiri wangu anonzi Nhungirwa!’ (8) 4 Chiratidzo 5: Chigadziko chemarambi nemiorivhi miviri (1-14) ‘Hazviitwi nesimba, asi nemweya wangu’ (6) Musashora zuva rezvinhu zvidiki (10) 5 Chiratidzo 6: Gwaro riri kubhururuka (1-4) Chiratidzo 7: Mudziyo weefa (5-11) Mukadzi ari mukati macho anonzi Uipi (8) Mudziyo wacho unoendeswa kuShinari (9-11) 6 Chiratidzo 8: Ngoro ina (1-8) Nhungirwa achava mambo uye mupristi (9-15) 7 Jehovha anoshora kutsanya kwekunyepedzera (1-14) “Maitsanyira ini here?” (5) ‘Itiranai zvakarurama, uye ratidzanai rudo rusingachinji, muchinzwirana tsitsi’ (9) 8 Jehovha anopa Ziyoni rugare nechokwadi (1-23) Jerusarema, “guta rechokwadi” (3) “Tauriranai chokwadi” (16) Kutsanya kunochinja kuva mabiko (18, 19) ‘Ngatitsvagei Jehovha nemwoyo wese’ (21) Varume gumi vanobata nguo yemuJudha (23) 9 Mitongo yaMwari pamarudzi ari pedyo (1-8) Kuuya kwamambo weZiyoni (9, 10) Mambo anotasva dhongi uye anozvininipisa (9) Vanhu vaJehovha vachasunungurwa (11-17) 10 Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura, kwete vanamwari venhema (1, 2) Jehovha anobatanidza vanhu vake (3-12) Mutungamiriri anobva kuimba yaJudha (3, 4) 11 Zvinhu zvinokonzerwa nekuramba mufudzi akanaka waMwari (1-17) “Fudza makwai ari kungochengeterwa kuurayiwa” (4) Tsvimbo mbiri: Kufarirwa naKubatana (7) Mubhadharo wemufudzi: masirivha 30 (12) Mari yacho inokandwa munzvimbo inochengeterwa pfuma (13) 12 Jehovha achadzivirira Judha neJerusarema (1-9) Jerusarema, ‘dombo rinorema’ (3) Kuchema uya akabayiwa (10-14) 13 Kubviswa kwezvidhori uye vaprofita venhema (1-6) Vaprofita venhema vachanyara (4-6) Mufudzi acharohwa (7-9) Chikamu chechitatu chichanatswa (9) 14 Kunamata kwechokwadi kuchadzorerwa (1-21) “Gomo reMiorivhi richatsemuka nepakati” (4) “Pachava naJehovha mumwe chete, uye achava nezita rimwe chete” (9) Denda richauya pavavengi vaJehovha (12-15) Kuita Mutambo Wematumba (16-19) Hari dzese dzekubikira dzichava tsvene kuna Jehovha (20, 21) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Zekariya—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Zekariya—Zviri Mubhuku Racho Shona Zekariya—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Zekariya pp. 1493-1494