A7-H
Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hwekupedzisira Ari muJerusarema (Chikamu 2)
NGUVA |
NZVIMBO |
ZVAKAITIKA |
MATEU |
MAKO |
RUKA |
JOHANI |
---|---|---|---|---|---|---|
Nisani 14 |
Jerusarema |
Jesu anoratidza kuti Judhasi mutengesi uye anomuti abude mavaiva |
||||
Anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru (1VaK 11:23-25) |
||||||
Anotaura kuti Petro aizomuramba uye kuti vaapostora vaizopararira |
||||||
Anovimbisa kuti vachapiwa mubatsiri; mufananidzo wemuzambiringa wechokwadi; anopa murayiro wekudanana; anonyengetera kekupedzisira nevaapostora |
||||||
Getsemane |
Anotambudzika zvikuru; Kutengeswa uye kusungwa kwaJesu |
|||||
Jerusarema |
Anobvunzurudzwa naAnasi; anotongwa naKayafasi, Sanihedrini; Petro anomuramba |
|||||
Judhasi mutengesi anozvisungirira (Mab 1:18, 19) |
||||||
Pamberi paPirato, ozoenda kuna Herodhi, odzoswa kuna Pirato |
||||||
Pirato anoedza kumusunungura asi vaJudha vanoda Bharabhasi; anotongerwa rufu padanda rekutambudzirwa |
||||||
(c. 3:00 masikati, Chishanu) |
Gorogota |
Anofira padanda rekutambudzirwa |
||||
Jerusarema |
Chitunha chake chinobviswa padanda choiswa muguva |
|||||
Nisani 15 |
Jerusarema |
VaPristi nevaFarisi vanoita kuti guva richengetedzwe ronamwa |
||||
Nisani 16 |
Jerusarema nenzvimbo dziri pedyo; Emausi |
Jesu anomutswa; anozviratidza kashanu kuvadzidzi |
||||
Nisani 16 apfuura |
Jerusarema; Garireya |
Anozviratidzazve kakawanda kuvadzidzi (1VaK 15:5-7; Mab 1:3-8); anovapa basa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi |
||||
Iyari 25 |
Gomo reMiorivhi, pedyo neBhetani |
Jesu anokwira kudenga, zuva rechi40 kubva paakamutswa (Mab 1:9-12) |