B14-B
Mari neUremu
Mari neUremu muMagwaro echiHebheru
Gera (rinopinda ka20 mushekeri) magiramu 0,57 magera 10 = bheka 1 |
Bheka magiramu 5,7 mabheka 2 = shekeri 1 |
Pimu magiramu 7,8 pimu 1 = mashekeri 0.67 |
Shekeri magiramu 11,4 mashekeri 50 = maina 1 |
Maina magiramu 570 mamaina 60 = tarenda 1 |
Tarenda makirogiramu 34,2 |
Dhariki (yekuPezhiya, goridhe) magiramu 8,4 |
Mari neUremu muMagwaro echiKristu echiGiriki
Reputoni (yevaJudha, mhangura kana bhuronzi) 1⁄2 yekwadrani |
Kwadrani (yeRoma, mhangura kana bhuronzi) mareputoni 2 |
Asarioni (yeRoma nenzvimbo dzayaitonga, mhangura kana bhuronzi) makwadrani 4 |
Dhinari (reRoma, sirivha) makwadrani 64 magiramu 3,85 = Mubhadharo Wezuva 1 (maawa 12) |
Drakema (reGirisi, sirivha) magiramu 3,4 = Mubhadharo Wezuva 1 (maawa 12) |
Dhidrakema (reGirisi, sirivha) madrakema 2 magiramu 6,8 = Mubhadharo Wemazuva 2 |
Tetradrakema (reGirisi, sirivha; rainziwo sitateri resirivha) madrakema 4 magiramu 13,6 = Mubhadharo wemazuva 4 |
Maina madrakema 100 magiramu 340 = mubhadharo wemazuva angasvika 100 |
Tarenda mamaina 60 makirogiramu 20,4 = mubhadharo wemakore angasvika 20 |
Paundi (yeRoma) magiramu 327 / 1⁄2 yerita Johani 12:3, mashoko emuzasi
|