PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU April 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Mukai! uye bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Simbisa Uye Kurudzira Vamwe Nemashoko Ane Mutsa
Shamwari nhatu dzaJobho hadzina kumunyaradza asi dzakatomuwedzera marwadzo nekutaura zvisina mutsa uye kumupomera zvenhema. (Jobho 16-20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Chikamu Chitsva Chinotibatsira Kutanga Kukurukura Nevanhu
Tanga kutaura nezvenyaya dzemuBhaibheri uchishandisa chikamu chitsva chinonzi “Bhaibheri Rinotii?”
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jobho Akaramba Mashoko Enhema
Ona kusiyana kwenhema dzaSatani nechokwadi pamusoro paJehovha. (Job 21-27)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jobho Aiva Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari
Jobho ainge akatsunga kurarama maererano nemitemo yaJehovha Mwari yetsika uye kutevedzera kururamisira. (Jobho 28-
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka
Tevedzera rudo rwakaratidzwa naErihu paaitaura naJobho. (Jobho 33-37)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda
Zvinhu zvaunofanira kuyeuka paunenge uchikoka vanhu kugungano remunharaunda. Gadzirira uchishandisa mharidzo yekuenzanisira.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda
Funga zvaungaita kuti uratidze rudo vamwe vanenge vari pagungano.