Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Zvekutaura: Regai ndikupei Mukai! iyi ichangobva kubuda.

Mubvunzo: Onai mubvunzo uri pano papeji 2. Munotiwo chii?

Rugwaro: Mt 11:19

Nyaya iyi inotaura nezveuchenjeri hwatinowana muBhaibheri kuti hunobatsira here.

MUKAI!

Mubvunzo: Munobvumiranawo nazvo here kuti mashoko aya euchenjeri anogona kutibatsira muupenyu?

Rugwaro: Mt 6:34

Zvekutaura: [Vhura panyaya yakanzi “Zvinotaura Bhaibheri—Kuzvidya Mwoyo.”] Nyaya ino inoratidza kuti Bhaibheri rinotibatsira sei patinenge tichizvidya mwoyo.

Bhaibheri Rinombodzidzisei?

Mubvunzo: Vanhu vakawanda vanotenda muna Mwari uye vanonzwa vachida kuva pedyo naye. Maizvizivawo here kuti Bhaibheri rinotikurudzira kuti tiswedere pedyo naMwari?

Rugwaro: Jak 4:8a

Zvekutaura: Bhuku iri rinotibatsira kudzidza zvakawanda nezvaMwari tichishandisa Bhaibheri. [Muratidze chitsauko 1 chebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.