Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 11-17

JOBHO 21-27

April 11-17
  • Rwiyo 83 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: g16.2 kavha—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: g16.2 kavha—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: bh 145 ¶3-4 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi. (Endai pajw.org, uye tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Kana vhidhiyo yapera, bvunzai mibvunzo inotevera: Chii chingaita kuti munhu adhererwe? Kudhererwa kunoita kuti unzwe sei? Ungaita sei kana ukadhererwa uye kana zvichikwanisika ungaitei kuti zvisaitika kwauri? Unofanira kuudza ani kana uchidhererwa? Taurai nezvebhuku raMibvunzo Inobvunza Vechiduku, Bhuku 2, chitsauko 14.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 13 ¶1-12 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero