Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 18-24

JOBHO 28-32

April 18-24
  • Rwiyo 17 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: g16.2 12-13—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: g16.2 12-13—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: bh 148 ¶8-9 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 115

  • Dzidza Kune Vamwe Vakaramba Vakaperera Kuna Mwari (1Pe 5:9): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vanhu vhidhiyo inonzi Harold King: Remaining Faithful in Prison. (Endai patv.pr418.com, motarisa pakanzi VIDEO ON DEMAND > INTERVIEWS AND EXPERIENCES.) Kana mapedza, kurukurai mibvunzo inotevera: Hama King vaisimbisa sei kutenda kwavo pavaiva mujeri? Kuimba nziyo dzeUmambo kunotibatsira sei kutsungirira patinenge taomerwa neupenyu? Zvakaitwa naHama King kuti varambe vakatendeka zvinoita kuti ude kuitei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 13 ¶13-25 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 81 Nemunyengetero