Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 25–May 1

JOBHO 33-37

April 25–May 1
  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: Ipa munhu pepa rekumukoka kugungano remunharaunda ra2016 uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: fg chidzidzo 12 ¶4-5—Dzokera kunoona munhu akagamuchira pepa rekumukoka kugungano. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: jl chidzidzo 11. Kurudzira mudzidzi kuti apinde gungano remunharaunda riri kuuya. (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda”: (8 min.) Hurukuro. Itai kuti vanhu vaone vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda (Endai patv.pr418.com, uye motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MABASA ATINOITA.) Kurudzirai vose kuti vapedzise kuronga kuti vazopinda mazuva ose ari matatu. Taurai mashandiro amuchaita pamushandirapamwe wekukoka vanhu.

  • Zvomuungano yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 14 ¶1-13 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero