Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 4-10

JOBHO 16-20

April 4-10
  • Rwiyo 79 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Simbisa Uye Kurudzira Vamwe Nemashoko Ane Mutsa”: (10 min.)

    • Job 16:4, 5—Mashoko emunhu anenge achipa mazano anofanira kusimbisa vamwe (w90 3/15 27 ¶1-2)

    • Job 19:2—Mashoko anorwadza aBhiridhadhi akaita kuti Jobho ashevedzere achishungurudzika (w06 3/15 15 ¶5; w94 10/1 32)

    • Job 19:25—Tariro yerumuko yakasimbisa Jobho paakanga arwadziswa kusvika pekupedzisira (w06 3/15 15 ¶4; it-2-E 735 ¶2-3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 18:6—Bhiridhadhi angadaro airevei nemashoko aakataura muvhesi iyi? (it-2-E 196 ¶4)

    • Job 19:26—Jobho aigona sei ‘kuona Mwari’ sezvo pasina munhu anogona kuona Jehovha? (w94 11/15 19 ¶17)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 19:1-23 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU