April 10-16
JEREMIYA 22-24
Rwiyo 52 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Une ‘Mwoyo Wokuti Uzive’ Jehovha Here?”: (10 min.)
Jer 24:1-3—Jehovha akafananidza vanhu nemaonde (w13 3/15 8 ¶2)
Jer 24:4-7—Vanhu vaiva nemwoyo unoteerera vaifananidzwa nemaonde akanaka (w13 3/15 8 ¶4)
Jer 24:8-10—Vanhu vaiva nemwoyo usingateereri vaifananidzwa nemaonde akaipa (w13 3/15 8 ¶3)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 22:30—Nei mutemo uyu usina kubvisa kodzero yaJesu Kristu yokugara pachigaro choumambo chaDhavhidhi? (w07 3/15 10 ¶9)
Jer 23:33—“Mutoro waJehovha” chii? (w07 3/15 11 ¶1)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 23:25-36
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.2
—Siya pekuzotangira. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.2
—Siya pekuzotangira. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 5 ¶1-2
—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 60
“Unogona Kukurudzira muKristu Asingachaiti Basa”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kurudzira Vasingachaiti Basa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 11 ¶1-8
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 93 Nemunyengetero