April 17-23
JEREMIYA 25-28
Rwiyo 137 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Shinga saJeremiya”: (10 min.)
Jer 26:2-6—Jehovha akaudza Jeremiya kuti anyevere vanhu (w09 12/1 24 ¶6)
Jer 26:8, 9, 12, 13—Jeremiya haana kutya paaityisidzirwa nevavengi vake (jr 21 ¶13)
Jer 26:16, 24—Jehovha akadzivirira muprofita wake aiva neushingi (w09 12/1 25 ¶1)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 27:2, 3—Nhume dzakatumwa kuJerusarema dzingangodaro dzaidei, uye nei Jeremiya akapa nhume dzacho majoko? (jr 27 ¶21)
Jer 28:11—Zvii zvine musoro zvakaitwa naJeremiya paaipikiswa naHananiya, uye tinodzidzei? (jr 187-188 ¶11-12)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 27:12-22
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 17
“Nziyo dzeUmambo Dzinotishingisa”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rwiyo Rwakakurudzira Vasungwa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 11 ¶9-21
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 26 Nemunyengetero