Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 24-30

JEREMIYA 29-31

April 24-30
  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Akati Kwaizova Nesungano Itsva”: (10 min.)

    • Jer 31:31—Sungano itsva yakataurwa nezvayo pachine mazana emakore (it-1-E 524 ¶3-4)

    • Jer 31:32, 33—Sungano itsva yakasiyana nesungano yeMutemo (jr 173-174 ¶11-12)

    • Jer 31:34—Sungano itsva inoita kuti tiregererwe zvivi zvedu zvachose (jr 177 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 29:4, 7—Nei nhapwa dzechiJudha dzakaudzwa kuti ‘dzitsvake rugare’ rweBhabhironi, uye isuwo tinodzidzei? (w96 5/1 11 ¶5)

    • Jer 29:10—Vhesi iyi inoratidza sei kuti uprofita hweBhaibheri ndehwechokwadi? (g 7/12 32 ¶1-2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 31:31-40

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mt 6:10—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Isa 9:6, 7; Zva 16:14-16—Dzidzisa Chokwadi.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w14 12/15 21—Musoro: Jeremiya Airevei Paakataura Nezvokuti Rakeri Aichema Vanakomana Vake?

KURARAMA KWECHIKRISTU