Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 29-31

Jehovha Akati Kwaizova Nesungano Itsva

Jehovha Akati Kwaizova Nesungano Itsva

Jehovha akati sungano yeMutemo yaizotsiviwa nesungano itsva uye sungano iyi yaizoita kuti pave nemakomborero akawanda.

SUNGANO YEMUTEMO

 

SUNGANO ITSVA

Jehovha nevaIsraeri

VAKAITA SUNGANO YACHO

Jehovha naIsraeri waMwari

Mosesi

MUREVERERI

Jesu Kristu

Zvibayiro zvemhuka

CHAKAITA KUTI ISHANDE

Chibayiro chaJesu

Pamahwendefa ematombo

YAKANYORWA

Pamwoyo yevanhu