Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 17-21

Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako

Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako

Bvuma kuumbwa naJehovha

18:1-11

  • Jehovha anotitsiura kana kuti kutiranga kuti tive neunhu hwakanaka hwechiKristu

  • Tinofanira kuva vanhu vakapfava uye vanoteerera

  • Jehovha haambotimanikidzi kuita zvaanoda

Muumbi anogona kuchinja chinhu chaari kuumba oumba chimwe

  • Jehovha akatipa rusununguko rwekusarudza zvatinoda, saka zviri kwatiri kubvuma kana kuramba kuumbwa naye

  • Jehovha anoitira vanhu zvinoenderana nekuti vamuteerera here kana kuti havana

Ndinoda kuti Jehovha andiumbe pazvinhu izvi: