Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 1-2

“Zvivi Zvako Zvakanganwirwa”

“Zvivi Zvako Zvakanganwirwa”

2:5-12

Tinodzidzei kubva pachishamiso ichi?

  • Kurwara kunokonzerwa nechivi chatakaberekwa tiinacho

  • Jesu ane simba rekukanganwira zvivi uye rekuporesa vanorwara

  • Jesu paachange ava kutonga, achabvisa chivi uye urwere zvachose

Mako 2:5-12 ingandibatsira sei kutsungirira pandinenge ndichirwara?