Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 23-29

MAKO 3-4

April 23-29
  • Rwiyo 77 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kuporesa paSabata”: (10 min.)

    • Mk 3:1, 2​—Vatungamiriri vechitendero chechiJudha vaitsvaga pekuwanira Jesu mhosva (jy 78 ¶1-2)

    • Mk 3:3, 4​—Jesu aiziva kuti zvinhu zvavaiti zvinorambidzwa paSabata zvakanga zvisimo muMagwaro (jy 78 ¶3)

    • Mk 3:5​—Jesu ‘akashungurudzwa kwazvo nekuoma kwemwoyo yavo’ (“akatsamwa, achishungurudzwa kwazvo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 3:5 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 3:29​—Kumhura mweya mutsvene kuita sei, uye kunoguma nei? (“anomhura mweya mutsvene,” “mhosva yechivi chisingaperi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 3:29 nwtsty)

    • Mk 4:26-29​—Tinodzidzei kubva pamufananidzo waJesu wemunhu anodyara mbeu orara? (w14 12/15 12-13 ¶6-8)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 3:1-19a

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 34 ¶21-22​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 103

  • “Ane Nzeve Dzokunzwa Ngaanzwe”: (15 min.) Tsanangurai kuti Mako 4:9 inorevei (“Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 4:9 nwtsty). Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Teerera Zano Uve Akachenjera. Kana yapera, kurukurai nevateereri zviri mubhokisi rakanzi “Teerera Zano Ugamuchire Kurangwa” riri muchitsauko 4 chebhuku ra“Rambai Muri Murudo rwaMwari.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 18

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero