April 30–May 6
MAKO 5-6
Rwiyo 151 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari”: (10 min.)
Mk 5:38—Kufirwa nemunhu waunoda kunorwadza
Mk 5:39-41—Jesu ane simba rekumutsa vaya ‘vakarara’ murufu (“haana kufa, asi akarara” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 5:39 nwtsty)
Mk 5:42—Kumutswa kuchaitwa vakafa kuchaita kuti vanhu ‘vasabatika nemufaro’ (jy 118 ¶6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mk 5:19, 20—Nei Jesu akapa murayiro wakasiyana newaakambopa? (“udziudze” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 5:19 nwtsty)
Mk 6:11—Zvinorevei ‘kuzunza guruva riri patsoka’? (“zunzai bukuta [guruva] riri pasi petsoka dzenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 6:11 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 6:1-13
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Muratidze website yejw.org.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, wosiya mubvunzo wekuti uzowana pekutangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 36 ¶23-24—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa”: (5 min.) Kukurukurirana.
Kunyaradzwa Musangano raJehovha: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Mhuri yekwaPera yakasangana nematambudziko api? Chii chakavabatsira kutsungirira? Nei tichifanira kuramba tichiita zvinhu zvekunamata patinenge tichisangana nematambudziko?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 19 ¶1-9
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 72 Nemunyengetero