Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 5-6

Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari

Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari

5:38-42

  • Kurwadziwa kwatinoita kana tafirwa nemumwe munhu watinoda hakurevi kuti hatisisina tariro (Ge 23:2)

  • Kufungisisa nezvevanhu vakamutswa vanotaurwa muBhaibheri kuchasimbisa tariro yedu yekuti vakafa vachamutswa

Ndiani waunoda kuzoona achimutswa?

Unofunga kuti zvichange zvakaita sei pamuchazoonana?